Find by tag

Handina kumborara

ndanga ndafa nekurohwa kumusha nenyaya yekabhuru kangu kanonzi matope, rinova ndiro rimwe zita rekudzinza kwedu. 

kabhuru aka kanga kavatira kachidya mumunda masabhuku apo iye sabhuku anga asipo paingova nemudzimai wake chete.Ramangwana racho ainge obvunzwa kuti vainge varara sei. Ivo mai vaya vakati "Aahh ndamborara here namatope kungoisa musora papillow yatovamo , kungodai yapinda , kungoda kutsinzina yapinda , kungodzima kenduru yatovamo handina kurara zvachose Sabhuku vakatozonzwisisa nyaya vatobata demo" !

Get nyambo in your inbox!