Parufu chikafu chashomeka. Mutauri ndokuti " hama dzadiwa chikafu chedu chapera saka vachadya ihama dzapedyo" umwe mudhara ndokusimuka ndokuti " Ini ndiri umwe wevachadya sezvo ndakashanda nemufi kwe 14 years pasina kana kutukana" umwe ndokudhonzera mudhara pasi zvikanzi, "Iwe, mufi mwana anga ane 2yrs".