Find by tag

Ndipe hembe ndiwache

Bopoto mumba:

Murume - ndaneta newe enda umbonogara kutuma hure twakakuzvara.
Mukadzi- Gonai ktaura dadie
Murume - haaa haubatsire better uende kutudumba twenyu.
Mukadzi - Ungabva wadaro vaberek vangu .
Murume - Rongedza twako izvezvi..........
(Phone ringing)
Mukadzi anodaira phone iri pa loud...
Mukadzi pa phone: "Hello baba."
Tezvara- wakadii mwanangu?
Mwana - Ndrinan baba.
Tezvara - Ndaisa $1000 mu accnt mako $500 shandsai mumba imwe yasara mogovana ne mukwasha wangu awane yedoro.
Mwana - maita basa baba bye.
Mukadzi - Wati ndirongedze hembe dzangu ndiite sei?
Murume - Ndati rongedza hembe dzako ndiwache.

Get nyambo in your inbox!