Find by tag

kkkkkk yaaas Bribe kupinda muCell

Officer:  Wabatwa hauna kubaiwa covid
Jonso:  But ndakairwara ikapera saka ndatoo immune
Officer:  Saka mumaCeels hamutenderwi asina kubaiwa wondipa $20 kuti ndikupinze
Jonso: OOyi Officer apana pandaipfuura nepa police pasina yemusana regai ndipinde ndizorore

Get nyambo in your inbox!