Find by tag

Mazhet epa dinner table

Other families eat without talking. Then comes my family:
Ndipe nzondora ndikupe msoro.
Wese asiri kuda chifuta ngaandipe hake
Ndiyani arikuda munyepfu ondipa bhonzo?

Anenge ari maswap and top zhet padinner ipapo.🤣

Get nyambo in your inbox!