Find by tag

Quiz time - mari yembudzi

QUIZ

Right ngatimboti rodzei pfungwa 30 mins

Panga pana baba nemwana vawo ainzi Junior anga ari form 3

Baba: Mwanangu ndiri kutengesa mbudzi 🐐 $25.
Junior: Ok baba ndoitengesa mangwana pane ari kuida
Baba: Junior chienda kunotengesa mbudzi iya
Junior akatora mbudzi akaenda kunoitengesa. Akatengesa mbudzi iya $30 kuvadzidzisi vake 3.
Saka zvirikurewa kuti mudzidzisi mumwe nemumwe akabhadhara $10 pautatu hwavo.
Junior: akasvika kumba ndokupa baba vake $30
Baba: No Junior mbudzi yangu yaiita $25, saka ndatora yangu $25 ooh yako $5.
Junior akabva ashandisa $2 ndokusarwa ne$3 akabva adzokera kuvadzidzisi vake ndokudzosera mudzidzisi vega vega uyu $1 uyu $1 uyu $1
Saka zviri kurewa kuti mudzidzisi vega vega abhadhara uyu $9 uyu $9 uyu $9.
saka tikati 9 × 3 = 27
27 + 2 = 29.
Iyo $2 ndoyakadyiwa naJunior.
Mubvunzo vangu uri kuti ko rimwe $1 rakaendepi coz $9+$9+$9= $27 +$2 yakadyiwa naJunior, Ko rimwe $1 riri kupi kuti isvike pa$30.
Ndiitireiwo Fast ndakamirira answer kuti ndikwire ✈️. ndibatsireiwo ndaakutosara.

Get nyambo in your inbox!