Find by tag

Hapana Changu Panyika

Musha -ndakaimbirwa musiuno vechurch vauya vakati hatinamusha paNyika.

Mukadzi - musi uno akati akuenda kumusha kwekwavo kunoona vamwe

Mari - mukombi ndakanzi chiunzai mari ndaakuda kuishandisa naHwindi chaiye

Mwana- after Tinashe Mugabe andipa first certificate yeDNA akataura nechirungu kuti 99.99%, neshona akati mwana ndewenyu pasina kupokana. ndikaofara madeko pakunamata ndakanzwa ooti Baba vedu varikudenga. ndabva ndapera simba

Get nyambo in your inbox!