Zvinoita munhu kana arwara akomana zvakaoma.
Vamwe mai vakaenda koona
murume wavo ainge arwara muchipatara. Vakamuigira mazai akakafraiwa
zvakanzi nemurume wacho: "handisikuda akafraiwa dai mauya
neakaboiliswa".
Mangwana mukadzi uya ndokuuya neakaboiliswa zvakanzi "aiwa
dai mauya neakafraiwa ".
Ava mangwana acho mukadzi uya ndokuuya
neakafraiwa neakaboiliswa zvakanzi nemurume wacho: "aiwa, amafraya aya dai
ariwo amaboirisa aya akaboiler dai ariwo amafraya".