Find by tag

Gore rezvidzidzo - kkkkk zvinorevei

Mushure mokuona mawandiro ari kuita ma "kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk"
Mukutaurirana kurikuitwa takazoitazve imwe ongororo isu ve Gore rezvidzidzo (GR) kuti ma "kkkkkkk" anoreveiko. Tikazowana mhinduro inoti kkkkkkkkkkkkk zvinoreva kuti: 
"Kanyaya, kako, kekunyepa, kauri, Kuda, kundiudza, kanoda, kana, kuine, kanguva, kekutambisa, kuitira, kuti, kanyatso, kangwa, kasinga, kurumidzirwi, kuitira, kaibve, kose, kasazo, konzeresa, kana, konzwikwa, kuvanhu, kwese, kwese, kwakanozosvika, kofamba, kega"

Get nyambo in your inbox!