Umwe mwana kumusha akagara pasi muchechi asina bhurukwa fata vaka zviona vakati: "mwana, kana chechi yapera undione."
Mwana akaenda kunovaona zvikanzi nafata "Tora $10 utenge mabhurukwa wanzwa!"
Mwana akafara, amai vacho vakazviona then next weekend vakaendawo vasina bhurukwa ndo kunogara pa front row vaka shadabura. Zvikanzi na fata "amai mundione , kana chechi yapera".
Amai vakaona fata ndokubva fata ati, "Amai oyi 2rand mutenge razor"