Mumwe murume akapinda mubhazi achi tengesa zvinhu achibva atanga kushevedzera:
Vana sisi vakaboorwaaa........
Vana sisi vakaboorwaaaa...................................mhete dziri pano idzi.
Ko vana amai moenda musina mabhurukwa here..........
moenda musina mabhurukwa here...................................mabhurukwa evana ari pano aya
Ko vana baba moenda dzakamira here.............................
moenda dzakamira here............................mabattery ewatch ari pano aya.