Find by tag

Mwana wemu purisa achivhara nyaya

A ZRP cop asks his
son why he got low marks in
his exams. Son replied with $5 note in his
hand, "Batai makadai mudhara, ipere nyaya iyoyo."

Corruption yemapurisa yakanyanyisa

> So happy to realize kuti mumuviri medu mune masoja 👨👨👨‍🎨👩🏻👩🏻👩🏻‍🎨 anodzivirira .
> Imagine dai mune mapurisa 👨👨👨‍✈👩🏻👩🏻👩🏻👩🏻👩🏻👩🏻‍✈ necorruption yavanayo , sadza raizosvika mudumbu risisina nyama !
> 🤓🤓🤓🤓🤓🤓
> Usazoudze police unondisungisa handisini ndadaro
🤭🤗🙌😅

Get nyambo in your inbox!