Hanzi panga pane boyz dzairova hadzo lager paweekend so mumwe mufellow wavo aingonwiswa iye anga asina chibhanzi. Vakabvira Friday kunwa kusvika Sunday monazi,so they decided kuti vanosiya muface kuden kwake,apo muface asingagone kana kumira. Boyz dzakaburuka naye ndobva asiyiwa muden,muface ndobva adaidzira kuti "boyz muri rough muri kundiscratcher"
Umwe mudhara akabva kubhawa akadhakwa ndokubva ati kumukadzi ndipeiyiwo bhabheri mukadzi ndokuita saizvozvo. Mudhara ndokuvhura munaMatthew achibva ati yaah vanhu vane nharo mangwana kana moenda kuchurch musandisiye. Ava mangwana akabatana nemukadzi vavekusvika pano pesana nzira yekubhawa nekuchurch akatora bible akananga kubhawa zvikanzi ndoda kunopedza nharo ndakavaudza kuti pakati matthew pana double T
Wife : dady kasikai kuuya kumba nhasi ndabika zvamunofarira chaizvo.
Husband : wakatanga riinhi kugona kubika LION LAGER.
Mumwe mudzimai had a screensaver paphone yapastor wekuchurch kwavo. The husband was not happy and told her to remove the screensaver. Madam vakaramba arguing kuti
ndivo pastor vedu and vanotiitira zvakanaka.
The next day the husband came ane screensaver yemumwe musikana paphone pake and the wife asked ko ndiani uyu. The man responded:
"Paya pamunenge muchiitirwa zvakanaka napastor ava ndivo vanenge vachitiitirawo zvakanaka. Ndivo barlady vekwatinomwira. Vanotiitira zvakanaka kwazvo."
Bofu rakagara mubhazi ndokubva ragara paseat rikaisa mwana waro pamakumbo,bag paseat saka mubhazi makapinda chidhakwa ndokubva chabvisa bag chikagara ndokubatwa nehope. Bofu pane zvarakanga roda kutora mubag rikatsvangadzira ndobva ravhura zipi yebhurugwa rechidhakwa rikapinza ruoko. Rikatanga kupopota ndiani aisa mabanana, matomatoes ne wivhi mubag mangu.