Murora akagara hake achibika:
Day 1: Mhamha nditambidzeiwo tutsotso ndimi makamira.
Day 2: Mhamha nditambidzeiwo mugoti ndimi makamira.
Day 3: Mhamha zvamuchiri makamira kudoor ndirasireiwo marara ayo panze.
Day 4: Mhamha ndimi makamira panze ibvai mandiigirawo maplates ekupakurira.
Day 5: Vamwene vakazoonekwa nevawakidzani vawo vachikambaira panze vachipinda mumba zvikanzi chii, vakati: "ndikaonekwa chete ndakamira ndotumwa"