KUROODZA SISI:
1. Makamupfimbirei - $400
2. Mambopuhwa mvumo nani - $200
3. Vhura muromo wababa - $100
waAmai - $200
waMufundisi - 100
4. Munenge mune mari - $500
5. Ma directwa nani pano - $145
6. Munenge muno supporter ma
Warriors - $1000
7. Dombo wenyu akangwarisa - $800
8.aaah, matsamwa kaimi? - $200
9.mombe dzinotsika - $5000
dzisingatsike - $2000
dzemukaka - $3000
10. Makavhotera Zanu - $10 000.
11.Hamusi veku church kwedu - $300
12.Hamuna ku aina hembe - $100
13.Ma suit enyu anenge emubhero - $500
14.Murikuzevezeranei.mirikutireva mumba medu - $200
15.Laptop yababa ne tablet ramai - $2500
16.Mota yenyu yasiya madhindo patsvairwa nambuya - $100
17.Hamuchasekereri matsamwa futi - $300
18.Madrink amauya nawo hhaasi kupwititika chando - $50
19.Pane atimhoresa nemaoko arikunuhwa fodya - $20
20.Matenga grocery rakawandisa kutiita vanokara - $500