Message from gogo varikumusha Muzarabani:
To Muzukuru ariku Harare
Kisimusi zvawati urikuuya kumusha ndapota undiigirewo Chelsea yacho ndimboidyawo ndanzwa nekudadirwa , aripano Chelsea yadyiwa aripapo takadya Chelsea , neuyu wo rombe rokwa Mangandu uyu Firimoni ndakatomunzwawo futi achitoti tadya Chelsea aaĆ a kwete muzukuru chimbouya nayo kuno timboirakashawo , kana ukaita dziri mbiri Chelsea dzacho