Random
Community
Find by tag
Nyambo dzine tag 'gore dzva'
Winky D muimbi, kwete muporofita
2016 pamuchaona kuti ma problem enyu haana kuita disappear ndopamuchaziva kuti Winky D muimbi, kwete muporofita
gore dzva
ma problem ese disappear
winky d
Munamato wekuvhara Gore ra 2015
Munamato wekuvhara Gore
Mwari Baba tinokutendai nekuchengeta mwana wenyu arikuverenga izvi. Chimutungamirai muna 2016 pasina chinomutambudza. Baba ndinokumbira mwana uyu mugore ra2016 kuti:
Ngaasiyewo kunwa majolly juice azive kunewo 100% fruit juice
Asaite tea yekupisira asi azivewo ricoffy
Muvharirei nzira yekumupedzanhamo (bhero) azivewo kuti kwaEdgars neJet kune mbatya
Mota yake ngaisevhiswewo kuAmtec, Croco or Toyota Baba kwete pasi pemuti
Muziviseiwo kunaka kwemameat balls, beef,chicken, bream nekuti machunks haisi nyama uye beans handiwo wega usawi
Ndakumbira baba muradzikeiwo pafantasi yemubhedha arote hope dzeumambo kwete pabonde
Ngaazive Baba mabasa emba imwe naimwe (bedroom, kitchen, dining,lounge) kwete kuti arare mukitchen kunge cup
Muwaniseiwo 5 rand yekugara paseat ye kombi kwete kujairira kugara pakadoma
Murairidzeiwo nzira yekuchechi baba kwete yekumakuhwa
Nonewo musuwo wekwaSpar, Ok kwete kumashop emaChina kana maNigeria.
Ndinokumbirisa baba dzosaiwo zviuno zvevanakomana wechidiki panzvimbo kwete kuti bhurukwa rosungirwa kumabvi.
Neiwaya Baba zita renyu rigokudzwa nekasingaperi asizve
Chiitaiwo kuti azive kunaka kwekuverenga mabook kwete kuswerera iyoyi Watsapp zvaarikuita.
gore dzva
munamato
zvidzidzo 2015
Featured Tags
reserve bank of zimbabwe
mazhanje
magetsi
baba
chando
tsotsi
nhumbu
zvidhakwa
bhedhuru
mai
border
mukadzi
masasi
Malayitsha
baba
whatsapp status
mai
slender
kunyima
mambo
chikoro
gochi gochi
rudo
midlands state university (msu)
mutupo
basa
Mapurisa (ZRP)
musikana
bofu
christmas
mvura
wasu
world cup 2014
chinhoyi
teacher
gospel
rudo
basa
mota
president
Ndira
tsvina
zanu
mudzidzisi
Andy Muridzo
mwana
nyama
chinoz
dynamos fc
mai
Get nyambo in your inbox!