Sabhuku vakasangana nemusikana wavo mutown. Havo nyengu muneimwe shop. Kababy kabva kati "ndirikuda handbag iyo but manje ndakanganwa mari yangu kumba.pliiiizzzzzz do something."
Sabhuku: Ok. Ririkuita marii bag racho handisi kuona paneprice
Baby: Ririkuita $65 igenuine leather.
Sabhuku vakaburitsa wallet yavo. Ndakaona chibaby
chakuswedera padhuze chichivapuruzira. Vakabva aburitsa bond coin (50 cents) ndokupa chibaby
Sabhuku: Mhanya kumba undotora mari yacho yawakanganwa.