Chinoz and Madam vake vakagara zvavo mu-lounge
after dinner...
Madam (to Chinoz): Unogona ku-swimmer?
Chinoz: Aiwa
Madam: Saka unokundwa nembwa? Ha ha ha kikik
kikikiki (kuseka) Chinoz keeps quiet. Then a few moments later...
Chinoz: Ko iwe unogona ku-swimmer?
Madam: Yes of-course!
Chinoz: Saka hauna kumbosiyana nembwa
Chinoz wyf" daddy imbwa dzepanext door dzirukunyanya kuita noise endai munotaura navo tave kutadza kurara.chinoz wakes up, goes thr and returns after 15 mins bt the noise was now 3 tyms more.
irritated the wife asks"ko noise yacho zvayatonyanyisakasi mawatadza? Chinoz replied"aiwa mai mwana ndatora imbwa dzacho ndikadziisa muyard medu kuti vambozvinzwawo zvadzinoita."