Chidhakwa chabva kubhawa chasvika pamba pacho chirikutadza kupinza key kuti chivhure door nekubvunda nedoro ,neighbour comes, "let me unlock the door for you",and chidhakwa replies "Dnt trouble yoself iwe bata imba chete kuti isa sheka sheka".
Pastor vachitsanangura zvidhakwa kuipa kwakaita doro nekunaka kwakaita Fanta, vakatora maworms maviri one ndokukanda mufanta then the other one mubeer .After a short while they checked and discovered that the one in the beer was dead and the one in Fanta was still alive.Then pastor asked"madzidzei apa"?One drankard answered"tadzidza kuti vanhu vanonwa doro havana maworms mudumbu".
Is this good??I visited ma doctor and he gave me some treatment and medicines .he also advised me to stop drinking beer. later in the evening I went to the bar and bought myself a fanta drink.while I was drinking I saw ma doctor drinking beer and he came to me and said""ko hauchamwa beer why?oo mari iyi piwa koti""and I said""doctor makanganwa here kuti ndini wamati chimbomira zvehwa
hwa”"and he said"""aaah iwe! ndezvekubasa zviya kuno kubhawa ngatnwei"kwakutenga beer kwakunwa..the next day I wasn't feeling well so I had to go back to ma doctor!"""doctor ndarwara!"" I said to him""""ko chiii futi“"" he asked"doro riya ramakati ndinwe nezuro"and he answdered""""aaah ungateedzera zvekubhawa iwe uchirwara?ndezvekubhawa zviya!unofa ukazviteedzera!""ndakaita weak!
Zvakwakanga kuri kunaya mvura zhinji Jo aimhanya achienda kumba. Akaona mota mberi kwake achibva aimhanyira. Akasvikovhura ndokugara kumberi. Maiva musina driver asi iye akangomirira ava mukati.
Asati afunga zvakawanda mota yakatanga kufamba. Hana yake yakarova zvikuru. Kuti adzike akatya,kugaramo kwaityisazve uye kwanga kwasviba kuchinaya. Apa ma1 akanga atotanga nekuti mota yakafamba kusvika pakona yaityisa.
Mumwe barman aishamisika everyday maipinda blaz mubhawa otenga 3 pints, 1 Lion, 1 Castle ne 1 Black label ogara paTable ine three chairs onwa maPints aye one by one kana apedza obuda oenda.
One day blaz vaya vakapinda ndokutenga two pints chete reLion neCastle ndokunogara pasi vachibva vatanga kunwa. Barman zvakamunetsa ndokubvunza blaz vaya kuti asi pane akafa here sezvo vainge vangotenga two pints chete.
Zvikanzi naBlaz vaya "Aiwa hapana akafa. Asi kuti ini ndini ndakasiya doro."
Chimumumu chakapinda munight club chikarova zvacho beer uku chichi flasha flasha mazimari ,,ndokuzokecha hure,, chakanorara naro usiku hwese,,kuseni hure ravakuchida kuenda apa rava kutaura mari yokupenga, chimumumu ndokubudisa pepa rokwa Jairos Jiri rakanzi "PLEASE PROVIDE THIS PERSON WITH FREE SERVICES AND ENTERTAINMENT YOU NEVER KNOW TOMORROW IT COULD BE YOU"