Kwaya master akanzwa discord mukwaya yake vachimba kambo 'Danga rehwai'. Ndobva ada kutsvaka chikonzero. Akati vaimbi vaite mapoka nenzvimbo dzavanobva.
MAZEZURU : Danga rehwai dangarehwai imwe yacho yarasika-a-a!
MASVINGO (Wezhira) : Danga regwai danga regwai rimwe racho rarashika-a-a !
KOREKORE : Danga rlohwai danga rlohwai rlimwe rlacho rlatayeka-a-a ! Munofunga wasu akaimba achitivo kudii ?
WASU: Mukraal resheep kraal resheep imweni yaitelost ,mukraal reshe-e-e-p !