Find by tag

Tsamba kuna Tete

Dear Aunty Rhoda :

ndaitawo
dambudziko.

Mukadzi wangu anorara
akapfeka hovhorosi. Pamwe bomber
jacket, pamwe swimsuit , pamwe
track suit. Nezuro akarara ne
overcoat mukati aine skin tight.
Ndodiiwo? 
Mhinduro:
Dear Muzukuru, Ukwane iwe wanzwa.
Tenga magumbeze nxaa. Tibvire apo

Get nyambo in your inbox!