Unonzwa Fungisai achiimba kuti amai ndakanaka handisi avocado repamusika rinongobatwa richisiiwa asi wozonzwa Andy Muridzo achiimbawo kuti mai mwana wakanaka uri avocado unenge Derira
Wotoshaya kuziva kuti ko asi maAvocado acho akasiyana here
"Kana musingazive malyrics musaimbe nziyo nekuti munozotsamwisa vamwe"
Yambiro iyi mapiwa naZephaniah Zuze uyo arikurapwa ari kuchipatara cheChinhoyi. Zephania akadirwa mafuta anopisa ari pakati pekugeza mushure mekunge anzwikwa achiimba nziyo yaAndy Muridzo achiti "Mai mwana munenge gorilla"