Umwe mukomana akayendesa musikana wake ku restaurant. Yasvika nguva yekuisa order, mukomana akabvunza mudiwa wake achiti:
Mukomana: ''Babe, what's your favourite dish?''
Musikana: ''wiztech''.
Vanhu vakazvinzwa vakabva vakafa nekuseka, zvikanzi nechisikana chiya:
Musikana: ndiri kutamba zvangu iDstv kani''