Find by tag

fambai nemapanga muna december

Hanzi december hakuna kumira mushe kana kufamba husiku chaiwo. 
Zvirikunzi  zvirinani kuto famba unebangaa pose pauri  kana maviri mapanga ,nekuti unogona kusangana nemhunhu  anoda kukupa mango iwe usina banga rekuchekesa  mango yacho

masasi ekupenga - mabhuru maviri

Ukasvikira mukadzi aripanyaya nevamwe vake achiti 'Ndotoda mabhuru maviri kuti ndigute' usafunga zvisina basa

Inguva yemango ino

Vasikana vemazuvano same same nemango

Vasikana vemazuva ano vakangofanana ne mango paurikuti imbishi rimwe rinenge richirova ne saltπŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…

Masasi ekupenga - kuroja muJanuary disease

Mazuvano kana uchitsvaga poku lodger tsvaka pane michero inombokujega January uno izvozvi ndatoburuka mumumangoπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

Get nyambo in your inbox!