Jonso anotora phone yambuya oisa pasilent. Mbuya vanonetseka kuti ko hindava phone isiku ringer pairikufonerwa heyo conversation:
Mbuya: Jonhii sei foni yangu isingarire ikafonerwa waaiitei?
Jonso: Hapana zvandaita ini unzai tione. (Jonso anotora phone onyepera kutarisa) Aaah gogo yapera maringtone saka anoda kutotengerwa manewone.
Mbuya: Aaaah hezvo ko zvazvinonetsazve zvechirungu zvacho nezuro waiti yapera mapliz call ndikakupa $8 ukanotenga saka izvi zvoda marii zvimaring zvacho?
Jonso: (Yakamanga maserious) Aaah zvagogo vasikana ndipei $15 ndonegotiator nevanotengesa vacho. (Mbuya ndiye wetsu ka$15)