Find by tag

Farirai kugeza baba imi...

Ndakumbira $10 kuna madam kuti ndimbonotandara nevamwe zvikanzi tangai manogeza coz vanoziva ndisingadi zvebhavhu ndaisirwa towel ne soap mafuta zvese mu shower ini nekusada mvura ndangozora mafuta ndikabuda ndokupinda muden ndikati chinditambidzai $10 yacho ndaona madam nevana vachifa nekuseka zvikanzi hamuna kugeza dai mageza maona $10 iripasi pe sipo 不不不不不不不不不不不 ndanyara

Get nyambo in your inbox!