Find by tag

hapana akabaiwa vaccine

Zvoitawoo here kuti mukuwasha arambe kuuya kuzoroora achiti pamba penyu hapana akabaiwa🙆🏾‍♂️🙆🏾‍♂️

Vaccine: ichasvika nguva...

Ichasvika nguva yekuti kana usina kubaiwa hauende kunobaiwa😂

Chando chakuita kunge lockdown

Chando chacho chakuitawo seLockdown ichii.

Paunoti chapera watorongedza magumbeze wotoona chadzoka futi chiri mulevel 5

Get nyambo in your inbox!