Find by tag

Kuvhurwa kwezvikoro after Lockdown ya 2021

Parent: Makadini our excellent Headmaster, our exceptional Head, our Head with development mindset, honest Head, with PED in waiting, njanji yebasa, mukwekwezeke wedzidzo, chamandingandinga wenjere, jamahiriya pakunzwisisa, mune moyo wamai Maria, chirera nherera,vanoti vakabva pachikoro chinoita mamvemve, ndauya nenyaya yangu yekuti fees yasangana nagoriyati, rushambwa chairwo, naizvozvo ndaikumbira kuti ndigobvisa fees yaAnita munaSeptember, yaClaire munaOctober不不不不不不不

Get nyambo in your inbox!