Find by tag

Kuramba wakatarisa zizi

Nezuro ndakaramba ndakatarisa zizi🦉 raiva mumuti kusvika rati"Yuhwiiiii nhai John asi zvirikuoneka kuti ndini mbuya Puro"🤣🤣🤣

Get nyambo in your inbox!