Find by tag

Vatungamiri vamangwana

Kutofunga hangu ndiri grade 4 ndichinzi ndisu vatungamiri vemangwana apa ndava kutochembera hangu vatungamiri vaingovapo nanhasi ndivavo🙆‍♂️🙆‍♂️🙆‍♂️🙆‍♂️🙆‍♂️🙆‍♂️

Get nyambo in your inbox!