Find by tag

Chinoz: Application Letter

Application letter

The Foromani
Harare City Kanzuru
Tauni House

Wadiwa Foromani

I beg to put my application fo driving the kanzuru rori .
I went ejukeshenu at Chikokandunye at St Nyoka Mission .

I write Samhu I win , I write shona I win , I write Hisitiri I win,
I write Signs I win, I write Jogirafu I draw, I write VID I win again
so if the job is there , I am coming there .
So I have 5 o level and driving raisenzi in the advertaisimenti

kupedzisira ndinoti munofara here mose ikoko? I come and interview you soon

Wenyu akavimbika,

J. Chinotimba

Pakudzingwa kwema vendors nekanzuru

MaVendors akagara asina kumbobvira aziiva pekutengesera. 
Vakambovhiringwa naJesu mutembere izvezvi hokoyoyi NeKanzuru

Murombo haarovi chinenguwo nyangwe zvikadini

Varombo 2 vakaenda kunotora maloans e $10 000.
Murombo A akatenga stand yake obva avaka 5 roomed house yake.
Murombo B abva atenga Toyota Harrier yake imwe mari yese abva ablower nemahure.
3 yrs later vakasangana, murombo B asisina chinhu achitokumbirawo one room yekugara nemhuri yake.
Murombo A akati ndikutorojawo imba yakapwanywa nekanzuru.
🤣 ndakubata, waifunga kuti Murombo A ndiye akagona .Hauzive kuti murombo haarove chinenguwo? 😂😂😂🤣🤣

Get nyambo in your inbox!