Shona Paper 1 Time 1hr 30min Can You Pass?
1. Tonde akasangana naJohn achienda kumunda, Ndiani aienda kumunda?
A .John
B.Tonde
C.Vose
D.Hapana
2. Chii chatinokama kana taenda kudanga?
A. Mombe
B. Mukaka
C. Zamu
D. Nyatso
REPORTER: Cde munoti kudii nekudzingwa kukuitwa maVendors muma streets?
CHINOZ: Inin ndikutoshaya kurusarura rwabva papi futi, zvikunzi maVenda chete ndooabve ko maShona, maNdebele nemaMachawa akutengesawo mustreet arikusiirwei?!
Zimsec 2014
Shona Paper 2
Rondedzero : Akarumwa neChokuchera
Chekuchera chinoruma vakomana. Mukoma aichera pasi ndobva pabuda chekuchera iye ndokutanga kutiza, akamhanya akamhanya akamhanya wanikwe chekuchera chiri kungouya. Vanhu vakatora matemo asi chekuchera hachina kutya,chikati naaaye .Mukoma achida kunoti nzvee nechikwere chehuku ndiye ngaaa kurumwa.. Vanhu vachisvika wanei Aah, arumwa nechekuchera.
Gift - Chipo
Present - Chipo
Talent - Chipo
Offering - chipo
Heaven - denga
Roof - denga
Sky - denga
Pressure - mweya
Spirit - mweya
Smell - mweya
Test - miedzo
Temptation - miedzo
Trials - miedzo
Tribulations - miedzo
Stand - kumira
Wait - kumira
Stop - kumira
Age - makore
Clouds - makore
Years - makore
Goat - mbudzi
November - mbudzi
Old phone - mbudzi
Guys help me! My wife told me kuti vatezvara varikunzwa dzungu saka manje ndoda kuvafonera ndinzwe kuti vari sei. Zvino ndotikudii?
a) "Maswera sei nedzungu renyu?" OR
b) "Ndanzwa kuti mune dzungu?" OR
c) "Razopera here dzungu?" kana ndongoti
d) "Ndimika mune dzungu"
Ndotikudii?