Find by tag

Mazai asina york

Pane wamwe blazo vaichengeta huku dzavo, sheshe(females) nemajongwe. Mazai adzai kandira, vaiatengesa kumusika. Blaz ava vakazongonzwa macustomer openga nekuti mazai akange asisina york. 

Bhudhi ava vakabva vatora bhazuka ravo ndokuriti paa, paa, pachirugwi chehuku. Zvikanzi: "Right, majongwe uku, sheshe uku, chindiudzai kuti ari kushandisa macondom ndiani."

Murwere wekuda mazai

Zvinoita munhu kana arwara akomana zvakaoma. 
Vamwe mai vakaenda koona
murume wavo ainge arwara muchipatara. Vakamuigira mazai akakafraiwa
zvakanzi nemurume wacho: "handisikuda akafraiwa dai mauya
neakaboiliswa".
Mangwana mukadzi uya ndokuuya neakaboiliswa zvakanzi "aiwa
dai mauya neakafraiwa ".
Ava mangwana acho mukadzi uya ndokuuya
neakafraiwa neakaboiliswa zvakanzi nemurume wacho: "aiwa, amafraya aya dai
ariwo amaboirisa aya akaboiler dai ariwo amafraya".

Get nyambo in your inbox!