Find by tag

Nhai guys madora πŸ›anonzi chii nemuchirungu? Ndiri kubatsira mukadzi wepanext door kunyora madivorce papers ekucourt?

I miss primary school assembly patainzwa vamwe vachiti" our father who art in durbun, harod be dinning, die kindom car, die will die πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸƒπŸƒπŸƒπŸƒ kkkkkkkk .Ini ndaizongomhanyira pekuti Flavour and favour Amen.
πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

Maswera seiko hama dzadiwa kwese kwamuri. Veduwe ndikwereteseiwo $500us

Munondiziva wani ndinokanda maposts pano everyday ndingaendepi shuwa πŸ€·β€β™€οΈπŸ˜‚ kana nemiwo.

Kana ndikasadzosa mondibuditsa henyu muGroup.

Ndakagara paSide pemunhu akanaka mukombi, Mweya yemadzinza irikungoti mupe grocery rawatenga 🀣🀣🀣🀣

Kungoenda kuGym 2 days wakuda kutobata mombe dzichirwa😎😎

imi kaaaaa πŸ˜†πŸ˜†πŸ˜†

Birds are clever than humans. They build a home before making babies. Iwe unotozotsvaga kwekuroja wamitisa
πŸ€£πŸ€£πŸ€¦πŸΏβ€β™‚

Kurara wega ndomumwe mutoro hawo..nxa😭😭😭 everyday kurara kunge waka admitwa muchipataraπŸ™„πŸ™„πŸ™„

Haungamboite mufundisi uine 25years.Kutiza kutenga doro uko

Unongoonawo nemake-up πŸ’„yacho kuti kuCreche ndotype yaiColour mombe πŸ„ neBlue.πŸ˜…

ZimbabweπŸ‡ΏπŸ‡Όndakagara ndaiona kare ne map yayo yakaita setea pot kuti tichatsvira mukati
🀣🀣🀣🀣🀣

😎😎😎😎😎

Roja rangu ramwa mari yeRent apa adhakwa akagaragara anobuda panze osheedza kuti" inyika yaMwari iyi wakazvagwa usina chinhu uchafa usina chinhu kumeso seshindi". Ari kureva ani?

πŸ˜”πŸ˜”πŸ˜”πŸ˜”πŸ˜”

Wapasa here mupfanha wangu

πŸ—£οΈ Ndopasa sei imi muchinotenga doro ne satchel rangu😹😹

Makambozviona hr kt muZimbabwe ukabvunza mnhu kt ukuendepi anoti ndirikudzoka🀣🀣🀣🀣

Ini pandakatanga nyaya dzerudo ndaitofunga kuti vanhu vanenge vachitodanana zvemashuwa πŸ˜πŸ’”πŸ˜©

Nyaya yekufanana iyi inoparira, izvozvi ndabairwa zimbudzi pane umwe musha ku Mozambique hanzi tafara kukuonai aMutukudzi
πŸ™†πŸΎβ€β™‚οΈπŸ™†πŸΎβ€β™‚οΈπŸ™†πŸΎβ€β™‚οΈ

Get nyambo in your inbox!