Officer: Wabatwa hauna kubaiwa covid
Jonso: But ndakairwara ikapera saka ndatoo immune
Officer: Saka mumaCeels hamutenderwi asina kubaiwa wondipa $20 kuti ndikupinze
Jonso: OOyi Officer apana pandaipfuura nepa police pasina yemusana regai ndipinde ndizorore