Find by tag

Mucharega rini kumwa doro?

Mukadzi: "ko mucharega riini kunwa doro"
Murume: " mubvunzo iyowo unotomboda 1 quart"πŸ˜„πŸ˜„πŸ˜„

DNA Test yerudo

Dai kwaiva neDNA test yerudo tainzwirira The alleged boyfriend is excluded as the true boyfriend. MuChiShona tiri kuti mukoma vari kutenga lunch, airtime, nekurukisa musoro nekutenga magifts hamusirimi muridzi wemusikana uyu. Hapana kana chenyu chiri kuwanikwa mumoyo memusikana uyu. Chenyu chinowanikwa paari imari yenyu yakamutora moyo πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

masasi ekupenga - mishonga yawandisa!!!

vaccine + depo + savanna + ARVs haaa umwe gore rino haatadzi kupenga
🀏🏽😎

Mukadzi ngaa chene...

Mukadzi ngaachene zvekuti kana pari pama family gatherings anonzi ngaagadzire masalads kwete kusviniswa matumbu 😜πŸ€ͺ

Masasi ekupenga - covid-19 vaccine

Nhai ichokwadi here kuti kana usina kubaiwa vaccine haupinde mujeri

Masasi ekupenga - kuita mari

Pamuchaita Mari muchaziva kuti weekend haisi yekuwacha hembe

Chitima cheZupco - kubvisa Honda Fit

Wobvisa maHondafit a2010 wodzosa chitima cha1952πŸ€·πŸΎβ€β™‚οΈ

Vision 2030

Nyeredzi yembama inonzi chii?

Nhaimi vanhu vakaita geography, nyeredzi yaunoona kana wapihwa mbama inonzi chii?

Vara rekuti Mufushwa rinobvepi kkkk

Varungu vaibika muriwo voomesa voti its for Future..... Hameno kuti iwe nambuya vako zvekuti mufushwa makazviwanepi

Chitima cheZupco - Chitungwiza

Kuchitungwiza vapihwa train hanzi njanji munozvionera mega

Vana variku rovana...

πŸ‘©πŸΎβ€πŸ¦°Babe vana varikurovana
πŸ‘¨πŸΎβ€πŸ¦°ndevapi varikurovana?
πŸ‘©πŸΎβ€πŸ¦°ndewangu newako varikurova weduπŸ€£πŸ˜‹

Shangu/bhutsu dzechikoro after Lockdown ya 2021

I think vana ngavangoenda kuchikoro nebhutsu dzavanadzo idzodzo vanonochinjana chinjana ikoko kusvika mwana wese awana size yake..... Isu maticha tichakubatsirai ipapo vabereki musatyeeeee, vedu vana varipowo ipapo saka musatyeeeeeπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

Kuvhurwa kwezvikoro after Lockdown ya 2021

Parent: Makadini our excellent Headmaster, our exceptional Head, our Head with development mindset, honest Head, with PED in waiting, njanji yebasa, mukwekwezeke wedzidzo, chamandingandinga wenjere, jamahiriya pakunzwisisa, mune moyo wamai Maria, chirera nherera,vanoti vakabva pachikoro chinoita mamvemve, ndauya nenyaya yangu yekuti fees yasangana nagoriyati, rushambwa chairwo, naizvozvo ndaikumbira kuti ndigobvisa fees yaAnita munaSeptember, yaClaire munaOctober🀣🀣🀣🀣🀣🀣🀣

Kunetsana neva vakidzani

Unenge uchirwa neneighbour yako wonzwa ichiti hoo,saka hupfu hwangu huri kukupa simba nhai

πŸ˜ƒπŸ˜ƒπŸ˜ƒπŸ˜ƒπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

Mari yemuZimbabwe...

MuZimbabwe chete matoti tikaHora Mari, totenga Mari neimwe Mari kuti inatsoita Mari. Apa mari yawashandira mwedzi wese unoitenga kumunhu asingashandi.😭😭😭😭

Get nyambo in your inbox!