Find by tag

Happy defence forces day kumasoja emuviri wangu. Haisi nyore kurwisa covid ๐Ÿ‘๐Ÿฝ

eat Russians

Izvezvi ndiri kudya maRussians pano paTake-away๐Ÿช varikundisekerera vachinditi customer๐Ÿ’ธ๐Ÿ’ต, manje manheru ndinonga ndichidya maZimbabwean sekererai futi andidi kuzwa unoti ndiri muroyi๐Ÿ’€๐Ÿ‘ฟ๐Ÿ‘น atidi favour toda 6na9

Mwari Wakanaka tinomira neBhaibheri... Mwari Upi apa

Nhasi tirikutaura nzve hunhu:

Pastor: Vasikana roorwai muri vana kwawo makachengeta humhandara hwenyu
Mai: UUUmmm Maampostori here zvebhaibheri zvakasara izvo zvinodzvanyirira vakadzi
Pastor : AAAAH saka tishandura magwaro here nhai anamai mwari wedu aripoko
Mai: Haa MaTT akatanga church munosara musina vanhu.
Mwanasikana: regai tiende hedu kunemasangano anoti bvumidza kukura takasununguka zvekuti kana mai ivava havana chekutaura kana ndazvifunga ndaane 16years kuzoona 18 dzookwana munondikwana, ndozongochengetwa nefuza rinenge pastor anofunga zvekuroora mukoreuno..(vanhu vese dzvamu kubvunza kwa Prophetess Pengai MaiTT

Pastor: Ahhh Hoo Hoo taakubvumidza those are no longer debatable musangano raMwari zvinounza kupesana

Tirimuna 2008 manje Cde Chinoz vaswera vachinwiswa hwahwa naCde Nkala
Reuben Barwe:  Cde Chinotimba,, who is the president of Zimbabwe?
Cde Chinoz:  NdiNkala.
Reuben Barwe:   No Cde,, zita racho rinotanga naMu.
Cde Chinoz:   Hoo saka ndi Munkala.
Reuben Barwe:   Aiwa rinotanga naMu richipedzisira naBe.
Cde Chinoz:   Aaaaa hoo ndiMunkalabe.
Reuben Barwe: Haa last hint,, panotanga Mu poteera Ga pozopedzisira Be.
Cde Chinoz: mmmm saka ndi Mugankalabe!!!
Reuben Barwe: pamht penyu Cde!

Masasi ekupenga - matemba

Matemba kana achinzi maCarpenter kureva kuti miramba ndoma welder here? ๐Ÿค”

Murombo haarovi chinenguwo nyangwe zvikadini

Varombo 2 vakaenda kunotora maloans e $10 000.
Murombo A akatenga stand yake obva avaka 5 roomed house yake.
Murombo B abva atenga Toyota Harrier yake imwe mari yese abva ablower nemahure.
3 yrs later vakasangana, murombo B asisina chinhu achitokumbirawo one room yekugara nemhuri yake.
Murombo A akati ndikutorojawo imba yakapwanywa nekanzuru.
๐Ÿคฃ ndakubata, waifunga kuti Murombo A ndiye akagona .Hauzive kuti murombo haarove chinenguwo? ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ

masasi ekupenga - kuposta bae

๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™ŒKuramba uchi poster bae wako pastatus๐Ÿคฉ๐Ÿคฉ๐Ÿคฉ๐Ÿคฉ๐Ÿคฉ kunge advert yefuneral cover. Tino joiner isu ๐Ÿ˜น๐Ÿ˜น๐Ÿ˜น๐Ÿ˜น๐Ÿ˜น๐Ÿ˜น๐Ÿ˜น

be warned๐Ÿ˜…๐Ÿ˜…๐Ÿ˜…

hondo ye gogo

Kuno kune hondo..mukadzi wemu next door abva kumusha akawana mumba mune gogo๐Ÿ‘ ๐Ÿ‘ ..murume arikuti anodzishandisa kuchinja globe sezvo ari mupfupi๐Ÿ’ก๐Ÿ˜†๐Ÿ˜†๐Ÿคช

Vaccine: ichasvika nguva...

Ichasvika nguva yekuti kana usina kubaiwa hauende kunobaiwa๐Ÿ˜‚

Sarudzo dzeku Zambia dzogona kuti kuvadzisawo...

MuZim togona kutongotanga kurohwa nemasoja kuroverwa zvabuda musarudzo kuZambia๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ

signature inonzi chii nechiShona?

Ko imi kusazondiudza kuti 'signature' nechiShona inonzi 'bharabhadzoyebvumirano' ?๐Ÿคซ๐Ÿคซ๐Ÿคซ Lets keep it a secret usasendere vamwe

Ahh Saka amunzwa ndiani kkkkk

Nandakagara nemumwe msikana tichienda Tsholotsho ndakaoana kuti kunopfuura Gokwe manje

Aitaura pafoni achipfimbwa nemurume watete vake, vairwara 
akati "Aaah hazviite Bamkuru kovatete vakazviziya, aah hazviite please."

" Eeh tozotaura kana zvaitika anditi mati Va........" foni yakabva yakata pamwe kupera mari ndakanzwa ooti 

" Fonai futi ndikuudzei yakata" akatarisa screen yefoni

hapana akabaiwa vaccine

Zvoitawoo here kuti mukuwasha arambe kuuya kuzoroora achiti pamba penyu hapana akabaiwa๐Ÿ™†๐Ÿพโ€โ™‚๏ธ๐Ÿ™†๐Ÿพโ€โ™‚๏ธ

roja na landlord pa monthend...

Landlord: Typing.......
Allen: Imi ndakati Tuesday wani.

...Patimire pakaoma.๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ

kusuka Honda Fit

Kungotenga ka Honda Fit wakutomhanya kunokagezesa 5 dhorazi pa car wash ๐Ÿคฆ๐Ÿพโ€โ™‚๏ธโ€ฆwadii wapa madam 5 dhorazi iyoyo kangobatanidzwa panosukwa ma plates๐Ÿค๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚

Get nyambo in your inbox!