Find by tag

ndatadza kuvata, ndine kamari

Vapfumi munomborara seiko ne mari ??...izvezvi ndine 17 usd pasi pe pillow ndikutoona madam se armed robber😳

Ungatya vaccine, apa unozvibaya reku tsvuka

Gaya munhu anozvibaya Jekiseni reku bleacher rine Mercury, Vanadium, ne Methionylthreonylthreonlglutaminylarginyl raatenga pamusau paMachipisa but anoti Vaccine riri dangerous 🤔

Back to sender, hembe dziri oversize

Moms vangu vanopfeka rokwe size 36 apa ndavatengera 42 vanzwe kuti zvekuti unokura naro zvairwadza sei kkkkk

Back to sender🤣🤣

Farirai kugeza baba imi...

Ndakumbira $10 kuna madam kuti ndimbonotandara nevamwe zvikanzi tangai manogeza coz vanoziva ndisingadi zvebhavhu ndaisirwa towel ne soap mafuta zvese mu shower ini nekusada mvura ndangozora mafuta ndikabuda ndokupinda muden ndikati chinditambidzai $10 yacho ndaona madam nevana vachifa nekuseka zvikanzi hamuna kugeza dai mageza maona $10 iripasi pe sipo 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 ndanyara😓😓😓😓

Pizza pa Gokwe

Ndiri paGokwe hangu ndiri kuvarumisa Pizza🍕 vachindipa huku 2. Masvingo ndiri kuuya neko

Makadii hama dzangu. Ndiri murume ndine 36yrs uye ndakaroora. Mukadzi wangu tava ne10yrs taroorana asi haana kumbobvira andidzosera kubva zvataroorana aingochema asingandidzoseri. Zvakaitika mwedzi mitatu yapfuura akanditi aikumbirawo mari anoda kuita hotel and catering. Ndaimubhadharira every month kusvika ndaona kuti 3months dzakwana ndobva ndamubvunza certificate akati haana kumboenda kucourse yacho pane zvaaitogadzirisawo zvake. Ndakagumbuka nekutambisirwa mari yangu ndokumudira mbama wanei ndadenha mago. Hama dzangu ndakarohwa zvandisati ndamboitwa mukadzi mukuru kusimudza gumbo zvakadaro sezvinonzi airwa naVandem. Ndakazopfugama ndokukumbira ruregerero ndopaakazobudisa certificate rekarate......
Vakadzi musadaro so😂😂😂😂

Ndirikuno kuUzumba ndafa nemari.. kungo wedzerera munhu phone brightness ndakutopihwa huku ne 2 mazai..kuisa pa loud mbudzi..kuchinjira munhu ringtone bhuru ne jongwe..🤣🤣

Ndiri paGokwe hangu ndiri kuvarumisa Pizza🍕 vachindipa huku 2. Masvingo ndiri kuuya neko

New Curriculum Threatened

Min Of Education has managed to get a scapegoat this time around. Ndruona tichinzi tidzokere kuOld Curriculum again. 

34 Kaundabooks pamwana from grade 3, tichamawanepi 

Nekuti Zambia raigara Kaunda achigadzira maKaundabook ririkunzi rakamweka Kaunda wacho kwakufa. Reverse dhiri Zvavharana

muZimbabwe ukapusa unodhonza 4yrs usina kombodya apple🍎
😂😂😂😂😅😅

Varume vari Over 40 chisiyai kudanana neama 2000 tusingazive maSigns eStroke, BP neSugar

Kanokusiya uchifa kachifunga kuti urikuita maMoods.

kuva murume kwakanakira kut ukanyima hama dzako mari vanovenga mukadzi wako🤣🤣🤣🤣

Apa kumusha uri kuroiwa uchinzi uri kuHarare. Apa vanhu havasi kutoziva kuti utoriwo kunze kwe Harare - kuChitungwiza🙆🏿‍♀️🙆🏿‍♀️🙆🏿‍♀️

👩‍💻Mai vanga vari busy kutsvaka magwaro mu bhaibheri zvikanzi nababa👨‍🦰muri kumbonyanya kutsvaka vhesi ripi nhai maimwana? Mai vakati ndoda kuona vhesi rakanzi Eva aibikira nekuwachira Adam. zvikanzi nemudhara ibva wangobatanidza nerakati Adam aipa Eva mari yekugadzirisa musoro kangani pagore
🤣🤣🤣🤣👨‍🦰😭😭😭😭🙍‍♀️
KKKKKKKKK

Blaz vangu vopedza 3 years kuSA vasina kana chavambotumira kumusha...nhasi votumira door rankanyorwa kunzi Staff only..

😇😇😇😇

Get nyambo in your inbox!