Find by tag

Kaweather aka kandifungisa ndichangozvarwa ndine 3weeks mbuya vangu vachiudza momz kuti musamugezese anozoita flue!!!

Uchapa mungaite henyu asi gaba remaARV haumbofi wakariona muchivanze

paGokwe
ndrikuvaonesa statue yambuya Nehanda palaptop








ndichidirisa one gallon remapfunde

Shoko ranhasi rinobva muna zvakarambwa 4 pa verse ya 22 kusvika pa 24
22 Naizvozvo kana wafunga kutenga muchovha, tenga wawaona uchifamba. Ukatenga wakapakwa unozonzwisisa kuti sei wanga wakapakwa pawakamutenga.
23.Kana wafunga zverudo tora aripamunhu nekuti ukatora ari ega kana mave murudo unozonzwisisa kuti sei ndakamuwana ariega.
24.Hakuna munhu wemunhu, vanhu ndevajehovha.

Ariruya

Kirimbani anoti hamadzemkadzi hadzibatsirike

Kirimbani mkwambo akawaambhuya varumwa nenyoka pasina kana chekutakurisa murwere Mkwambo semwana akati ami ndevangu ava havangafe, ambhuya kumusana kubereka kuclinic. APA ZVAKAYAMURA nekuti vakapona.

2 Months down the line, mkwambo akadzidzwa kudare hanzi anofanira kuripa kubata ambuya SELE yese. ambhuya vatove pamberi kuti ndoida mombe yangu. haungati mwana wangu unobata maditi ini futi.

ZVINZWIIKO VEDUWEE

VekuMasvingo vakubvunzawo hanzi prophet afa neTB ndeupi ..batsiraiwo purizi

Ndange ndichida
kuImpressa madam
ndikati

"Everything i do i do it for you",

Zvikanzi,
Ko chihure?"*

Haa ndabva ndapererwa
๐Ÿคญ๐Ÿคฆ๐Ÿผโ€โ™‚

Kuto saver number dzebabe kut hunny apa iwe wakanzi madomasi, uchaorera mu4n๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚, zvirimunyika umu zvakaoma ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ

zvikanzi muno munhu wese ngaarare anozomutswa ne call ya Bae wake vamwe vanofira kuhope muno

๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚

John: Khule zvirisey? Ndokumbirawo 40 mari yerent pakaipa kule izvozvi landlord vauya.

Khule: handiti waiti Chele chele mabhinya nezuro, wakandibhowa, pihwa mari naKante kana nemamwe mabhinya vanayo izvozvi vakahwina champions league vakapihwa mari.

John: aiwa Khule zviya zvaingova zvebhora Khule.

Khule: kana izvozvi futi ndezvebhora fonera Kante mzaya.

Mbuya Nehanda vamukira muplate yangu

Vakadaro Mhofu vapakurirwa mabonzo ega ega panhamo ๐Ÿคฃ

ndine kamupfana kangu kadofo kekuti nyangwe ndikakanyorera homework kanongowana zero

๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ

Mamwe marelationships anenge bhasikoro rekugym...kungochovha pasina kukuendwa๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ

chikuru paupenyu kudzidzana nekunzwisisana,ukangoziva kuti murume wako ipfambi munochembedzana




๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚

Wonzi tsvaga pondo yekuti uuye chete ndozokupa yekudzokeresa, wobva wakwira kombi isiriyo.
๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚

Murombo Haarove chinenguwo.

Get nyambo in your inbox!