Find by tag

Pamusoroi

Nditenderei nditore mukana uno,ndodzoka nawo manje manje πŸ˜‰

Ndatenda hanguπŸ€¦πŸΎβ€β™‚οΈ

Munhu kubuda Friday makuseni achiti akuenda kuno jogger πŸƒβ€β™‚οΈkudzoka izvezvi hanzi ndnga ndafenda 😏

Hewo Mubvunzo:

Pondo nhanhatu dzine chumi nechishanu namashereni maviri ane susupenzi nemapeni matatu

lmarii?

Vanoziva chishona imarii iyi

VAMWENE: Kana uchiti unogarira vana saka mu bedroom urikudeyi?
MUROORA: Kuwedzera vana vekugarira.

Kuwirirana kwaramba apa🀣🀣

Ndeipi minana yawakamboitirwa nemurume wako, ini wangu akaita mwana negirlfriend yake mwana iyeye akamupa zita ranguπŸ€”πŸ€”πŸ€”

"BUT WAONA SEI ZISO RANDAVAPA PAYA", iLawyer rako rinenge ravekukudaro wapihwa 20 years mujeri

Stress yakaoma weduwe ndatozoona kt stove ahina kubatidzwa ndapedza kumona sadzaπŸ›πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ”₯πŸ”₯

πŸŒ€πŸŒ€πŸŒ€πŸŒ€πŸŒ€πŸŒ€πŸŒ€πŸŒ€

Ndiani uya anogona Ndebele muno mu group? Parikutsvagwa translator weNdebele anoendeswa ku Canada



Mhofu : πŸ™‹πŸ½β€β™‚οΈNgilipano

πŸŒ€πŸŒ€πŸŒ€πŸŒ€πŸŒ€πŸŒ€πŸŒ€πŸŒ€

Ndaiti English inongonetsa ini ndega ndazowana dzimwe dzichida kugerwa zudaπŸ‘©πŸ»β€πŸ¦²πŸ‘©πŸ»β€πŸ¦²πŸ‘©πŸ»β€πŸ¦²Apa English ma1 dzabvunzwa
What type of haircut do you want sir

Dzikati

Format the whole head
πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ€£

☹️Imwe" I love you, yacho unotozvinzwira wega kuti yatomboshanda somewhere
πŸ™†β€β™‚οΈπŸ™†β€β™‚οΈπŸ™†β€β™‚οΈπŸ™†β€β™‚οΈ

NDAZONZWISISA KUTI SEI NDICHIHURA,,,SUGAR YANDIRI KUSHANDISA YAKANZI HULLET 🀣🀣🀣🀣🀣

Ukaona relationship yaakunzi, ndaona iwewe wakanyararawo ndikati regai ndinyarare, ibva watongoziva kuti yabuda mutende reNyaradzo manje, yakunanga kumakuva.🀣🀣

Ndikarara ne Mukadzi Asingashande anobva Atowana Basa Hameno kuti chii??

πŸ€“πŸ€“πŸ˜Ž
Huyai muite lucky

Unoti unoda kuroorwa iwe uchiti ukanzi "mrng bae" iwe woti twabamu bolato bolato unoti murume anoda kuroora hwindi ndiyan
πŸ˜‰πŸ˜‰πŸ˜‰

Zvikanzi hande tinoSwimmer, nePant rawakapfeka iroro ungaenda hre or it's a long story.
πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ€¦πŸ½β€β™‚οΈ

Get nyambo in your inbox!