Find by tag

From today vanhu vari muHarare it's now confusing kuti munhu akakuti huya tisangane kunambuya Nehanda unonanga kupi 🀐🀐🀐🀐🀐

Vanhu vacho havakuudze kuti wakashata, unozongonzwa vachiti iwewe chibata camera.🀣

nhai zvoita hre kt mukadzi ageze achiimba song yamacheso "uchenjere uchanditorerwa iwe"πŸ˜₯πŸ˜₯πŸ˜₯πŸ˜₯πŸ˜₯πŸ€”πŸ€”πŸ€”πŸ€”πŸ€”πŸ€”

Teacher : Ko sei wanonoka kuchikoro
Mwana : Pana amai vanga vadonhedza mari yavo
Teacher :saka wanga uchiva batsira kutsvaga ?
Mwana : ayehwa ndanga ndakaitsika

πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…

Stop giving your children Bible names mozorega kuvadzidzisa shoko racho. Noah atipedzera doro kuno🀣

TUCHEL AKAFANANA NE AIRTIME INOPERA WAKUDA KUTAURA ZVINE MUSOROπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

Ko zvazoitika nhasi ndabvunza kamwana kepanext door pangu kuti wabikirwei namhamha, kakanditi "tadya sadza
neCOVID 19" ndavhunduka ndikati ko mwana aritiiko uyu, ndopandakabvunza kuti Covid 19 ndochii, zvikanzi inga makasara ndikureva COVO INE DOVI in 1 plate ne9 mapotato πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ ndabva ndakati bye bye chienda kumba...

ZBC tinyareiwo pliz .Hanzi fish farming will transform the Zimbabwe economy.Economy ye Zimbabwe yakatadzwa ne Diamond yozogonekwa nemuramba!!πŸ€¦πŸΏβ€β™‚πŸ€·β€β™‚πŸ€·β€β™‚

vamweneπŸ‘΅: ko beans dzaindepi?
MurooraπŸ‘©: Dzapera
VamweneπŸ‘΅: kuperera pamoto hre?
Muroora πŸ‘©: Eeeh
VamweneπŸ‘΅: sei?
MurooraπŸ‘©: ndachida kunzwa kuti dzaibva dzose hre
πŸ˜ƒπŸ˜ƒπŸ˜ƒπŸ˜ƒπŸ˜ƒπŸ˜ƒπŸ˜ƒ

Me:.... Gulez, ndikandireiwo pono ndimboita plan
MaiguruπŸ‘©β€πŸ¦°: Plan ipiko bamnini, chingouyai kumba. Mukoma wenyu haako I can be yours today
Me: Sorry Gulez🀭, ndanga ndichida kuti pondo
MaiguruπŸ‘©β€πŸ¦°: still typing
πŸ€£πŸ€£πŸ€£πŸ’§πŸ˜‚πŸ’§

πŸ‘©πŸ»β€πŸ¦°πŸ‘©πŸ»β€πŸ¦°:BBY ndiri kuda kuuya ikoko asi andina Mari ye taxi

πŸ‘¨πŸΏπŸ‘¨πŸΏ:Enda ku police station wovaudza kuti warasika vanouya newe πŸ§‘πŸ»β€πŸ¦²πŸ§‘πŸ»β€πŸ¦²

Paye paunenge uchitaura chirungu, ukanzwa wangotanga nekuti β€œMe” itomira ipapo zvatodhakwa wanguπŸ€£πŸ€£πŸ€ΈπŸ½β€β™‚οΈ

Vanoda kubaiwa vaccine musazvinetse zvenyu nekutenga underwear nyowani coz havasi kubaya kumagaro vari kubaya paruoko

VAMWENE : (makoti )🀰
MAKOTI :Matiko amwene
VAMWENE : Ukuiteiko muroora wanku
MAKOTI : Ndakagara hangu amai mamatiiko
VAMWENE : Pano hatigari makoti famba uchiudza raini rose kuti MAN U yarohwa
πŸƒβ€β™€οΈπŸƒβ€β™€οΈπŸƒβ€β™€οΈπŸƒβ€β™€οΈπŸƒβ€β™€οΈ

🀣🀣🀣🀣🀣🀣🀣🀣
Amana

Guys mwari ariko zveshuwa.nezuro ndaida kugwa neumwe mdhara asi vanhu vakandibata,nhasi ndazosangana naye wanikwe eyi arikudzidzisa vanhu karate.

Get nyambo in your inbox!