Did u knw kut every group has these characters:
1. Beteπ- vano bhowa kuona vachinzi typing...
2. Nhunzi π- vane noise havanyarari... Anoita morning ka2 2
3. Gonye -π ukaona a typer i nonsense chete!!! Anovava.... naturaly sends boring texts dzisina respondent
4. Kambaπ’- ava ndovanoseka joke yanezuro makseni, nhasi senyowani... type dziya dzino forwarder nyaya yeLast week or last year okumbira kut ndipei sando dzangu
5. Nguruveπ·- ava ndovaya vema 'kkkkk' havana zvavanonyora zvine msoro
6. Gonzoπ- ava ndovasingadi kuti vamwe vafadze pagroup.... Vanoisa joke yavo yevamwe isati yasekwa
7. MurondatsimbaπΎ- ava vanomirira kuti vamwe vaComente ivo vozongoita saizvozvo..... Ndoo vana Amen
8. DatyaπΈ - ava vanobhowa vano texter kamwe pamwedzi. Last seen yacho inenge iri yelast week
9. Dzvinyu π - Ava vakadhinihwa manje. 2 mins vabuda mugroup 2 later vakumbira kudzoka. Vakadzoswa vanongosviko mhoresa vanhu mozoona iya vabuda futi.
10. Svosve π Ava maP. H. D (Permanent Home Dweller) vanogara pagroup. Always Online hapana chinomupotsa ende apana chaasinga comente
11. Ghost π» - ava vanoita sevasipo Chavo kverenga chete
kana kkk havaburitse vanotoona grup se library
Iwe uri papi apa?????
Good morning ,π€ππ